Ezekiel 33:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro munoti: Nzira yaShe haina‐kururama. Haiwa, imba yaIsraeri, ndicakutoŋgai mumŋe nomumŋe ɀakafanira nzira dzake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvakadaro, imi imba yaIsraeri, munoti, ‘Nzira yaShe haina kururama.’ Asi ndichatonga mumwe nomumwe wenyu zvakafanira nzira dzake.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi munoti, ‘Nzira dzaTenzi hadzina kururama.’ Imi imba yaIsiraeri, ini ndichatonga mumwe nomumwe wenyu maererano nezviito zvake.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kunyange zvakadaro munoti, ‘Nzira yaIshe haina kururama.’ Aiwa, imba yaIsiraeri, ndichakutonga mumwe nomumwe wenyu zvakafanira nzira dzake.”
Shona 2009?
"Kunyange zvakadaro munoti, `Nzira yaIshe haina kururama.' Aiwa, imba yaIsiraeri, ndichakutongai mumwe nomumwe wenyu zvakafanira nzira dzake."
Shona SUB 2002 Bible
“Kunyangwe zvakadaro munoti, ‘Nzira yaIshe haina kururama.’ Aiwa, imba yaIsiraeri, ndichakutonga mumwe nomumwe wenyu zvakafanira nzira dzake.”