Ezekiel 33:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo citi kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova: Munodya nyama pamŋe cete neropa, mucitarira ɀifananidzo ɀenyu nameso enyu nokuteʋura ropa; ɀino muŋgapiwa nyika sei?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Sezvo muchidya nyama neropa rayo uye muchitarira kuzvifananidzo zvenyu uye muchiteura ropa, zvino mungatora nyika here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo iti kwavari, zvanzi naTenzi Mwari munodyaka imi nyama ineropa muchanamata zvifananidzo zvokunamata, muchiuraya vanhu, ndimi mungaite kuti nyika ive yenyu here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo chiti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Munodya nyama pamwechete neropa, muchitarira zvifananidzo zvenyu nameso enyu nokuteura ropa; zvino mungapiwa nyika sei?’
Shona 2009?
"Naizvozvo chiti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha, `Munodya nyama pamwechete neropa, muchitarira zvifananidzo zvenyu nameso enyu nokuteura ropa; zvino mungapiwa nyika sei?'
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo chiti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Munodya nyama pamwechete neropa, muchitarira zvifananidzo zvenyu nameso enyu nokuteura ropa; zvino mungapiwa nyika sei?’