Ezekiel 33:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoʋimba nomunondo wenyu, munoita ɀinonyaŋgadza, munocinya mumŋe nomumŋe wenyu mukadzi wowokwake; ɀino muŋgapiwa nyika sei?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi munovimba nomunondo wenyu, muchiita zvinhu zvinonyangadza, uye mumwe nomumwe wenyu achisvibisa mukadzi wehama yake. Zvino mungatora nyika here?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munovimbaka namapakatwa imi, muchiita zvinosemesa mumwe nomumwe wenyu achin'oresa mukadzi womumwe. Ndimi mungati nyika ive yenyu here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Munovimba nomunondo wenyu, munoita zvinonyangadza, munochinya mumwe nomumwe wenyu mukadzi wowokwake; zvino mungapiwa nyika sei?
Shona 2009?
"Munovimba nomunondo wenyu, munoita zvinonyangadza, munochinya mumwe nomumwe wenyu mukadzi wowokwake; zvino mungapiwa nyika sei?
Shona SUB 2002 Bible
“Munovimba nomunondo wenyu, munoita zvinonyangadza, munochinya mumwe nomumwe wenyu mukadzi wowokwake; zvino mungapiwa nyika sei?