Ezekiel 33:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika ndicaiita ɗoŋgo necishamiso, kuɀikudza kwayo pamsoro pesimba rayo kucapera, namakomo aʋaIsraeri acaitwa matoŋgo, kuti kurege kuzoʋa nomunhu unopfuʋura napo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika ndichaiita dongo rakaparadzwa, uye simba rokuzvikudza kwayo kuchasvika kumagumo, uye makomo aIsraeri achaparadzwa zvokuti hakuna achaadarika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti nyika ive renje risina chinhu, kuzvikudza kwavo nesimba zvipere. Makomo eIsiraeri achava renje zvokuti hapana anozopfuura nomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika ndichaiita dongo nechishamiso, kuzvikudza kwayo pamusoro pesimba rayo kuchapera, namakomo avaIsiraeri achaitwa matongo, kuti kurege kuzova nomunhu unopfuura napo.’
Shona 2009?
Nyika ndichaiita dongo nechishamiso, kuzvikudza kwayo pamusoro pesimba rayo kuchapera, namakomo avaIsiraeri achaitwa matongo, kuti kurege kuzova nomunhu unopfuura napo.'
Shona SUB 2002 Bible
Nyika ndichaiita dongo nechishamiso, kuzvikudza kwayo pamusoro pesimba rayo kuchapera, namakomo aVaIsiraeri achaitwa matongo, kuti kurege kuzova nomunhu unopfuura napo.’