Ezekiel 33:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋacaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndaita nyika ɗoŋgo necishamiso, nokuɗa kweɀinonyaŋgadza ɀaʋo ɀose ɀaʋakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha, pandichashandura nyika ikava dongo rakaparadzwa nokuda kwezvinonyangadza zvavakaita.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pavachaziva kuti ndini Tenzi, pandinenge ndaita kuti nyika iyoyi ive renje risina chinhu pamusana pezvose zvandisingadi zvavakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndaita nyika dongo nechishamiso, nokuda kwezvinonyangadza zvavo zvose zvavakaita.”
Shona 2009?
"Zvino vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndaita nyika dongo nechishamiso, nokuda kwezvinonyangadza zvavo zvose zvavakaita."
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino vachaziva kuti ndini Jehovha, kana ndaita nyika dongo nechishamiso, nokuda kwezvinonyangadza zvavo zvose zvavakaita.”