Ezekiel 33:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana uri’we, mŋanakomana womunhu, ʋana ʋaʋanhu ʋako ʋanokureʋa ʋari pamaȿiŋgo aʋo nomumikoʋa yedzimba dzaʋo, ʋanotaurirana mumŋe nomumŋe aciti kuhama yake: ɗoʋuya hako, unzwe shoko rinobva kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi kana uriwe, mwanakomana womunhu, vanhu venyika yako vanotaurirana pamwe chete pamusoro pako pamasvingo uye napamikova yedzimba, vachiti kuno mumwe nomumwe wavo. ‘Uyai munzwe shoko rabva kuna Jehovha.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi kana zviri zvako, iwe mwanakomana womunhu, zvavanhu vanokunyeya pamadziro edzimba napamisuo yedzimba vachitaurirana mumwe nomumwe vachiti douya unzwe shoko riri kubva kuna Tenzi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi kana uriwe, Mwanakomana womunhu, vana vavanhu vako vanokureva vari pamasvingo avo nomumikova yedzimba dzavo, vanotaurirana mumwe nomumwe achiti kuhama yake, ‘Douya hako, unzwe shoko rinobva kuna Jehovha.
Shona 2009?
"Asi kana uriwe, Mwanakomana womunhu, vana vavanhu vako vanokureva vari pamasvingo avo nomumikova yedzimba dzavo, vanotaurirana mumwe nomumwe achiti kuhama yake, `Douya hako, unzwe shoko rinobva kuna Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi kana uriwe, Mwanakomana womunhu, vana vavanhu vako vanokureva vari pamasvingo avo nomumikova yedzimba dzavo, vanotaurirana mumwe nomumwe achiti kuhama yake, ‘Douya hako, unzwe shoko rinobva kuna Jehovha.