Ezekiel 34:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana muri’mi ɓoka raŋgu, — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova — tarirai ndinotoŋga pakati pamakwai namakwai, pakati pamakondobge nenhoŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Asi kana murimi, boka rangu, zvanzi naIshe Jehovha: Ndichatonga pakati pegwai nerimwe gwai, uye pakati pamakondohwe nembudzi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana zviri zvenyu imi danga rangu, zvanzi naTenzi Mwari, chinzwai, ini ndichatonga pakati pehwai nehwai napakati pehondohwe nezvikotora.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Kana murimi boka rangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha tarirai ndinotonga pakati pamakwai namakwai, pakati pamakondobwe nenhongo.
Shona 2009?
"Kana murimi boka rangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha tarirai ndinotonga pakati pamakwai namakwai, pakati pamakondobwe nenhongo.
Shona SUB 2002 Bible
“Kana murimi boka rangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha tarirai ndinotonga pakati pamakwai namakwai, pakati pamakondobwe nenhongo.