Ezekiel 34:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ari makwai aŋgu, anodya ɀamakatsika netsoka dzenyu, nokunwa ɀamakabvoŋgodza netsoka dzenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, makwai angu angafanirwa nokudya kana kunwa zvamakabvongodza netsoka dzenyu here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hwai dzangu dzinofanira kudya zvamunenge matsokodzera netsoka dzenyu nhai, dzichinwa mvura yamunenge mabvongodza henyu namakumbo enyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ari makwai angu, anodya zvamakatsika netsoka dzenyu, nokunwa zvamakabvongodza netsoka dzenyu.
Shona 2009?
Kana ari makwai angu, anodya zvamakatsika netsoka dzenyu, nokumwa zvamakabvongodza netsoka dzenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ari makwai angu, anodya zvamakatsika netsoka dzenyu, nokunwa zvamakabvongodza netsoka dzenyu.