Ezekiel 34:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ɀanzi naShe Jehova kwaʋari: Tarirai, ini, iyeni, ndicatoŋga pakati pamakwai akakora namakwai akawonda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha kwavari: Tarira, ini ndimene ndichatonga pakati paakakora namakwai akaonda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari kwavari, chinzwai, ini iyeni ndichatonga pakati pehwai yakakora nehwai yakaonda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha kwavari, ‘Tarirai, ini, iyeni, ndichatonga pakati pamakwai akakora namakwai akaonda.’
Shona 2009?
"Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha kwavari, `Tarirai, ini, iyeni, ndichatonga pakati pamakwai akakora namakwai akaonda.'
Shona SUB 2002 Bible
“Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha kwavari, ‘Tarirai, ini, iyeni, ndichatonga pakati pamakwai akakora namakwai akaonda.’