Ezekiel 34:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo ndicaponesa ɓoka raŋgu, kuti arege kuzopambga; ndicatoŋga pakati pamakwai namakwai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ini ndicharwira makwai angu, uye haangazopambwizve. Ndichatonga pakati pehwai neimwe hwai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndichanunura danga rangu hadzizovizve nyama yamagora, ndichatonga pakati pehwai nehwai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo ndichaponesa boka rangu, kuti arege kuzopambwa; ndichatonga pakati pamakwai namakwai.
Shona 2009?
naizvozvo ndichaponesa boka rangu, kuti arege kuzopambwa; ndichatonga pakati pamakwai namakwai.
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo ndichaponesa boka rangu, kuti arege kuzopambwa; ndichatonga pakati pamakwai namakwai.