Ezekiel 34:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaamutsira mufudzi mumŋe woga, iye ucaafudza, iye muranda waŋgu Davidi; iye ucaafudza, iye ucaʋa mufudzi wawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaisa pamusoro pawo mufudzi mumwe chete, muranda wangu Dhavhidhi uye achaafudza; iye achaafudza agova mufudzi wawo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichadziisira mufudzi mumwechete. Achadzifudza, iye muranda wangu Dhavhidhi. Iyeyo ndiye achava mufudzi wadzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichaamutsira mufudzi mumwe woga, iye achaafudza, iye muranda wangu Dhavhidhi; iye uchaafudza, iye achava mufudzi wawo.
Shona 2009?
"Ndichaamutsira mufudzi mumwe woga, iye achaafudza, iye muranda wangu Dhavhidhi; iye uchaafudza, iye achava mufudzi wawo.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichaamutsira mufudzi mumwe woga, iye achaafudza, iye muranda wangu Dhavhidhi; iye uchaafudza, iye achava mufudzi wawo.