Ezekiel 34:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini Jehova ndicaʋa Mŋari waʋo, nomuranda waŋgu Davidi ucaʋa mucinda pakati paʋo; ini Jehova ndakataura iɀoɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ini Jehovha ndichava Mwari wavo, uye muranda wangu Dhavhidhi achava muchinda pakati pawo. Ini Jehovha ndazvitaura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini Tenzi ndini ndichava Mwari wavo, muranda wangu Dhavhidhi ariwo jinda pakati pavo. Ini Tenzi ndini ndazvireva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini Jehovha ndichava Mwari wavo, nomuranda wangu Dhavhidhi achava muchinda pakati pavo; ini Jehovha ndakataura izvozvo.
Shona 2009?
Ini Jehovha ndichava Mwari wavo, nomuranda wangu Dhavhidhi achava muchinda pakati pavo; ini Jehovha ndakataura izvozvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ini Jehovha ndichava Mwari wavo, nomuranda wangu Dhavhidhi achava muchinda pakati pavo; ini Jehovha ndakataura izvozvo.