Ezekiel 34:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munodya mafuta, munofuka makushe awo, munoɓaya akakora, asi hamufudzi makwai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munodya ruomba, munozvifukidza namakushe muchiuraya makwai akakora, asi hamuna hanya namakwai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munodyaka imi mafuta muchizvipfekedza zvenyu newuru, muchiuraya zvenyu hwayana dzakakodzwa asi kufudza hwai musingafudzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munodya mafuta munofuka makushe awo, munobaya akakora asi, hamufudzi makwai.
Shona 2009?
Munodya mafuta munofuka makushe awo, munobaya akakora asi, hamufudzi makwai.
Shona SUB 2002 Bible
Munodya mafuta munofuka makushe awo, munobaya akakora asi, hamufudzi makwai.