Ezekiel 34:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akapararira, nokuti akaŋga asinomufudzi, akaʋa ɀokudya ɀeɀikara ɀose ɀokusaŋgo, akapararira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka akapararira nokuti kwakanga kusina mufudzi, uye paakapararira akava zvokudya zvezvikara zvesango.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo dzangopararira zvadzo pamusana pokuti pakanga pasina mufudzi dzikava zvadzo chokudya chezvikara zvose zvesango.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapararira, nokuti akanga asina mufudzi, akava zvokudya zvezvikara zvose zvokusango, akapararira.
Shona 2009?
Akapararira, nokuti akanga asina mufudzi, akava zvokudya zvezvikara zvose zvokusango, akapararira.
Shona SUB 2002 Bible
Akapararira, nokuti akanga asina mufudzi, akava zvokudya zvezvikara zvose zvokusango, akapararira.