Ezekiel 34:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Noʋupenyu bgaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova — ɀirokwaɀo, makwai aŋgu ɀaakapambga, ɀaakaʋa ɀokudya ɀeɀikara ɀose ɀokusaŋgo, nokuti kwakaŋga kusinomufudzi, naʋafudzi ʋaŋgu ɀaʋasina‐kuronda makwai aŋgu, asi ʋafudzi ʋaŋgu ʋakaɀifudza iʋo, ʋakasafudza makwai aŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, nokuda kwokuti makwai angu ashayiwa mufudzi, nokudaro akapambwa akava zvokudya zvemhuka dzose dzesango, uye nemhaka yokuti vafudzi vangu havana kuatsvaka asi kuti vakazvifudza vamene pachinzvimbo chamakwai angu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, hezvino ndakadai, pamusana pokuti hwai dzangu dzakava zvadzo nyama, hwai dzangu dzakava chokudya chezvikara zvose zvesango pamusana pokuti pakanga pasina mufudzi uye pamusana pokuti vafudzi vangu havana kutsvaka hwai dzangu asi vafudzi vakatozvifudza ivo pachavo asi hwai dzangu havana kudzifudza,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Noupenyu hwangu ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha zvirokwazvo, makwai angu zvaakapambwa, zvaakava zvokudya zvezvikara zvose zvokusango, nokuti kwakanga kusino mufudzi, navafudzi vangu zvavasina kuronda makwai angu, asi vafudzi vangu vakazvifudza ivo, vakasafudza makwai angu;
Shona 2009?
Noupenyu hwangu ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha zvirokwazvo, makwai angu zvaakapambwa, zvaakava zvokudya zvezvikara zvose zvokusango, nokuti kwakanga kusino mufudzi, navafudzi vangu zvavasina kuronda makwai angu, asi vafudzi vangu vakazvifudza ivo, vakasafudza makwai angu;
Shona SUB 2002 Bible
Noupenyu hwangu ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha zvirokwazvo, makwai angu zvaakapambwa, zvaakava zvokudya zvezvikara zvose zvokusango, nokuti kwakanga kusina mufudzi, navafudzi vangu zvavasina kuronda makwai angu, asi vafudzi vangu vakazvifudza ivo, vakasafudza makwai angu;