Ezekiel 35:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀawakati: Marudzi awa maʋiri nenyika idzi mbiri ɀicaʋa ɀaŋgu, icaʋa nhaka yeɗu, kunyaŋge Jehova wakaŋga ari’po;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Nemhaka yokuti iwe wakati, “Ndudzi mbiri idzi nenyika idzi dzichava dzedu uye tichadzitora,” kunyange dai ini Jehovha ndaivapo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pamusana pokuti unotika iwe, marudzi avanhu maviri aya nenyika mbiri idzi zvichava zvangu uye tichazviita kuti zvive zvedu, kunyange zvazvo Tenzi aivamo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvawakati, ‘Marudzi awa maviri nenyika idzi mbiri zvichava zvangu, zvichava nhaka yedu, kunyange Jehovha akanga aripo;’
Shona 2009?
"Zvawakati, `Marudzi awa maviri nenyika idzi mbiri zvichava zvangu, zvichava nhaka yedu, kunyange Jehovha akanga aripo;'
Shona SUB 2002 Bible
“Zvawakati, ‘Marudzi awa maviri nenyika idzi mbiri zvichava zvangu, zvichava nhaka yedu, kunyangwe Jehovha akanga aripo;’