Ezekiel 35:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo noʋupenyu bgaŋgu — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova — ndicaita ɀakafanira kutsamŋa kwako, ʋuye ɀakafanira goɗo rako rawakaʋaitira nokuʋeŋga kwako; ɀino ini ndicaɀiziʋisa pakati paʋo, kana ndicikutoŋga iwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
naizvozvo, noupenyu hwangu zvirokwazvo, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, ndichakuitira zvakafanira kutsamwa negodo rawakaratidza mukuvavenga kwako uye ndichaita kuti vandizive pakati pavo pandichakutonga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari, hezvino ndakadai, ndichaita kwauri zvinoenderanawo nehasha neshanje zvawakaratidzawo kwavari uye ndichazvizivisa kwamuri pandinenge ndava kukutongai pamusana poruvengo rwamunarwo kwavari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo noupenyu hwangu ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha ndichaita zvakafanira kutsamwa kwako, uye zvakafanira godo rako rawakavaitira nokuvenga kwako; zvino ini ndichazvizivisa pakati pavo, kana ndichikutonga iwe.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible