Ezekiel 35:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaɀikudza kwandiri nemiromo yenyu, makawanza mashoko enyu kwandiri; ndaɀinzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wakazvirumbidza pamusoro pangu uye wakataura zvakaipa pamusoro pangu usingazvidzori, uye ini ndakazvinzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwewe wakatozvitutumadzawo kwandiri nomuromo wako ukaita pamuromo kwazvo kwandiri. Ndakazvinzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Makazvikudza kwandiri nemiromo yenyu, makawanza mashoko enyu kwandiri; ndazvinzwa.
Shona 2009?
"Makazvikudza kwandiri nemiromo yenyu, makawanza mashoko enyu kwandiri; ndazvinzwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Makazvikudza kwandiri nemiromo yenyu, makawanza mashoko enyu kwandiri; ndazvinzwa.