Ezekiel 35:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Kana nyika yose icifara, ndicakuita iwe ɗoŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naIshe Jehovha: Panguva inofara nyika yose, ini ndichakuita dongo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, kuitira kuti pasi pano pose papembere kufara ndichakuita renje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Kana nyika yose ichifara, ndichakuita iwe dongo.’
Shona 2009?
"Zvanzi naIshe Jehovha, `Kana nyika yose ichifara, ndichakuita iwe dongo.'
Shona SUB 2002 Bible
“Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Kana nyika yose ichifara, ndichakuita iwe dongo.’