Ezekiel 35:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
uti kwariri: Ɀanzi naShe Jehova: Tarira, ndinemhaka newe, iwe gomo reSeiri, ndicatambanudzira ruʋoko rwaŋgu kwauri, ndicakuita ɗoŋgo necishamiso.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Ndine mhaka newe iwe Gomo reSeiri, uye ndichatambanudzira ruoko rwangu kuzorwa newe ndigokuita dongo raparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari chiona, ini ndanangana newe iwe Gomo reSeiri. Ndichakusumudzira shamhu ndichikuita kuti uve renje zvaro risina chinhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uti kwariri, zanzi naIshe Jehovha, ‘Tarira, ndine mhaka newe, iwe gomo reSeiri, ndichatambanudzira ruoko rwangu kwauri, ndichakuita dongo nechishamiso.
Shona 2009?
uti kwariri, zanzi naIshe Jehovha, `Tarira, ndine mhaka newe, iwe gomo reSeiri, ndichatambanudzira ruoko rwangu kwauri, ndichakuita dongo nechishamiso.
Shona SUB 2002 Bible
uti kwariri, zanzi naIshe Jehovha, ‘Tarira, ndine mhaka newe, iwe gomo reSeiri, ndichatambanudzira ruoko rwangu kwauri, ndichakuita dongo nechishamiso.