Ezekiel 35:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaparadza maguta ako, iwe ucaʋa ɗoŋgo; ɀino ucaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichashandura maguta ako akava matongo uye iwe uchaparadzwa. Ipapo uchaziva kuti ndini Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti maguta ako asare ava matongo uve renje zvaro ugozoziva kuti ndini Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaparadza maguta ako, iwe uchava dongo; zvino uchaziva kuti ndini Jehovha.’
Shona 2009?
Ndichaparadza maguta ako, iwe uchava dongo; zvino uchaziva kuti ndini Jehovha.'
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaparadza maguta ako, iwe uchava dongo; zvino uchaziva kuti ndini Jehovha.’