Ezekiel 35:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakaʋeŋga ʋana ʋaIsraeri nokuʋeŋga kusiŋgaperi, ukaʋaisa pasimba romunondo neŋguʋa yenjodzi yaʋo, neŋguʋa yeɀakaipa ɀokupedzisira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Nemhaka yokuti wakafundira ruvengo rwako rwakare ukaisa vaIsraeri kumunondo panguva yenjodzi yavo, panguva iyo kurangwa kwavo kwakanga kwasvika pamusoro soro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwe zvawakava nedaka risingaperi mumwoyo ukaurayisa vanhu veIsiraeri nehondo yebakatwa panguva yokutambudzika kwavo, panguva yokurangwa kwavo kwokupedzisira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti wakavenga vana vaIsiraeri nokuvenga kusingaperi, ukavaisa pasimba romunondo nenguva yenjodzi yavo, nenguva yezvakaipa zvokupedzisira;
Shona 2009?
"Nokuti wakavenga vana vaIsiraeri nokuvenga kusingaperi, ukavaisa pasimba romunondo nenguva yenjodzi yavo, nenguva yezvakaipa zvokupedzisira;
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti wakavenga vana VaIsiraeri nokuvenga kusingaperi, ukavaisa pasimba romunondo nenguva yenjodzi yavo, nenguva yezvakaipa zvokupedzisira;