Ezekiel 36:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ndicafambisa ʋanhu pamsoro penyu, iʋo ʋanhu ʋaŋgu ʋaIsraeri; ʋacakuita waʋo, ucaʋa nhaka yaʋo, kubva ɀino hauŋgazoʋatoreri ʋana ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaita kuti vanhu, ivo vanhu vangu Israeri, vafambe pamusoro pako. Vachakutora uye muchava nhaka yavo; hamuchazovatorerizve vana vavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti vanhu vafambe pamuri, ivo vangu vaIsiraeri, ivo vachakuita nyika yavo, iwe uchava nhaka yavo. Hauzoita kuti vafirwe navana zvakare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, ndichafambisa vanhu pamusoro penyu, ivo vanhu vangu vaIsiraeri; vachakuita wavo, uchava nhaka yavo, kubva zvino haungazovatoreri vana vavo.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, ndichafambisa vanhu pamusoro penyu, ivo vanhu vangu vaIsiraeri; vachakuita wavo, uchava nhaka yavo, kubva zvino haungazovatoreri vana vavo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, ndichafambisa vanhu pamusoro penyu, ivo vanhu vangu VaIsiraeri; vachakuita wavo, uchava nhaka yavo, kubva zvino haungazovatoreri vana vavo.