Ezekiel 36:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Ɀaʋanoti kwauri: Iwe uri nyika inopedza ʋanhu, wakatorera rudzi rwako ʋana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Nemhaka yokuti vanhu vanoti kwauri, “Iwe unodya vanhu uye unotorera rudzi rwako vana,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari pamusana pokuti vanhu vanoti kwamuri anodya vanhu uye kuti unokonzera kuti rudzi rwavanhu vako vafirwe navana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Zvavanoti kwauri, iwe uri nyika inopedza vanhu, wakatorera rudzi rwako vana;
Shona 2009?
"Zvanzi naIshe Jehovha, `Zvavanoti kwauri, iwe uri nyika inopedza vanhu, wakatorera rudzi rwako vana;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Zvavanoti kwauri, iwe uri nyika inopedza vanhu, wakatorera rudzi rwako vana;