Ezekiel 36:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo haucazopedzi ʋanhu, kana kuzotorera rudzi rwako ʋana — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
naizvozvo hauchazodyi vanhu kana kushayisa rudzi rwako vana, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo zvokudya vanhu hauchazviitazve kana zvokukonzera kuti rudzi rwavanhu vako vafirwe navanazve, ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo hauchazopedzi vanhu, kana kuzotorera rudzi rwako vana,’ ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha;
Shona 2009?
naizvozvo hauchazopedzi vanhu, kana kuzotorera rudzi rwako vana,' ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha;
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo hauchazopedzi vanhu, kana kuzotorera rudzi rwako vana,’ ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha;