Ezekiel 36:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndikaʋaparadzira pakati pamarudzi, ʋakadziŋgirwa kunyika dzose; ndakaʋatoŋga ɀakafanira mufambire waʋo neɀaʋakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakavaparadzira pakati pendudzi, uye vakadzingirwa kunyika dzose; ndakavatonga zvakafanira mufambiro wavo namabasa avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakavamwararisa mukati memarudzi vakabva vatiwo mwarara mukati medzinyika. Ndakavaranga zvakaenzanirana namaitiro avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndikavaparadzira pakati pamarudzi, vakadzingirwa kunyika dzose; ndakavatonga zvakafanira mufambiro wavo nezvavakaita.
Shona 2009?
ndikavaparadzira pakati pamarudzi, vakadzingirwa kunyika dzose; ndakavatonga zvakafanira mufambiro wavo nezvavakaita.
Shona SUB 2002 Bible
ndikavaparadzira pakati pamarudzi, vakadzingirwa kunyika dzose; ndakavatonga zvakafanira mufambiro wavo nezvavakaita.