Ezekiel 36:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋakati ʋaciȿika kumarudzi, kwaʋakaenda, ʋakamhura zita raŋgu dɀene, nokuti ʋanhu ʋakati pamsoro paʋo: Aʋa ndiʋo ʋanhu ʋaJehova, ʋakaɓuɗa panyika yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye kwose kwose kwavakaenda pakati pendudzi, vakasvibisa zita rangu dzvene, nokuti zvakanzi pamusoro pavo, ‘Ava ndivo vanhu vaJehovha, asi vakatonzi vabve munyika yake.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakaenda mumarudzi, kwose kwose kwavakasvika vakan'oresa zita rangu rinoera paizonzi navanhu ndivoka ava vanhu vaTenzi asi vakabuda munyika make imomo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vakati vachisvika kumarudzi, kwavakaenda, vakamhura zita rangu dzvene, nokuti vanhu vakati pamusoro pavo, ‘Ava ndivo vanhu vaJehovha, vakabuda panyika yake.’
Shona 2009?
Zvino vakati vachisvika kumarudzi, kwavakaenda, vakamhura zita rangu dzvene, nokuti vanhu vakati pamusoro pavo, `Ava ndivo vanhu vaJehovha, vakabuda panyika yake.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vakati vachisvika kumarudzi, kwavakaenda, vakamhura zita rangu dzvene, nokuti vanhu vakati pamusoro pavo, ‘Ava ndivo vanhu vaJehovha, vakabuda panyika yake.’