Ezekiel 36:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndicakubvisai pakati pamarudzi, nokukuʋuŋganidzai kunyika dzose, ndikuisei kunyika yenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Nokuti ndichakubudisa pakati pendudzi; ndichakuunganidzai kubva kunyika dzose ndigokudzoserai munyika yangu chaiyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chiripo ndechichi chokuti ini ndichakubvisai mumarudzi ndigokukokorodzai kubva munyika dzose ndigokuuisai kunyika yenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndichakubvisai pakati pamarudzi, nokukuunganidzai kunyika dzose, ndikuisei kunyika yenyu.
Shona 2009?
Nokuti ndichakubvisai pakati pamarudzi, nokukuunganidzai kunyika dzose, ndikuisei kunyika yenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndichakubvisai pakati pamarudzi, nokukuunganidzai kunyika dzose, ndikuisei kunyika yenyu.