Ezekiel 36:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakuponesai patȿina yenyu yose; ndicaɗana ɀiyo, nokuɀiwanza, handiŋgakuremedziyi nenzara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichakuponesai kubva pakusachena kwenyu kwose. Ndichadana zviyo nokuzviwanza uye handingauyisi nzara pamusoro penyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichakununurai kune zvose zvinokun'oresai, ndichati kuuye mbeswa, dziwande uye handizokupai nzara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakuponesai patsvina yenyu yose; ndichadana zviyo, nokuzviwanza, handingakuremedziyi nenzara.
Shona 2009?
Ndichakuponesai patsvina yenyu yose; ndichadana zviyo, nokuzviwanza, handingakuremedziyi nenzara.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakuponesai patsvina yenyu yose; ndichadana zviyo, nokuzviwanza, handingakuremedziyi nenzara.