Ezekiel 36:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naiɀoɀo profita, uti: Ɀanzi naShe Jehova: Nemhaka iyi, ɀaʋakakuitai ɗoŋgo, nokukumedzai kumatiʋi ose, kuti muʋe nhaka yamarudzi aʋanhu akasara, ɀamakarebga nemiromo yaʋanotaura, mukaitirwa makuhwa naʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo profita uti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Nemhaka yokuti vakakuparadzai nokukudzingai kumativi ose kusvikira mava vanhu vendudzi dzose uye nechinhu chinoshorwa navanhu nechinorehwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka chiporofita uchiti zvanzi naTenzi Mwari, pamusana pokuti, hongu, pamusana pokuti vakaita kuti uve renje vakakupwanya kumativi ose zvokuti makave mumaoko amamwe marudzi ose ukava pamiromo yavanhu vachikureva,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
naizvozvo porofita, uti, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Nemhaka iyi, zvavakakuitai dongo, nokukumedzai kumativi ose, kuti muve nhaka yamarudzi avanhu akasara, zvamakarehwa nemiromo yavanotaura, mukaitirwa makuhwa navanhu;’
Shona 2009?
naizvozvo porofita, uti, zvanzi naIshe Jehovha, `Nemhaka iyi, zvavakakuitai dongo, nokukumedzai kumativi ose, kuti muve nhaka yamarudzi avanhu akasara, zvamakarehwa nemiromo yavanotaura, mukaitirwa makuhwa navanhu;'
Shona SUB 2002 Bible
naizvozvo porofita, uti, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Nemhaka iyi, zvavakakuitai dongo, nokukumedzai kumativi ose, kuti muve nhaka yamarudzi avanhu akasara, zvamakarehwa nemiromo yavanotaura, mukaitirwa makuhwa navanhu;’