Ezekiel 36:30 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicawanza ɀiɓereko ɀemiti, neɀinomera paminda, kuti murege kuzoshoʋorwa namarudzi aʋanhu ɀicinzi munenzara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichawanza zvibereko zvemiti uye nezvirimwa zveminda, kuitira kuti murege kuzoshorwazve pakati pendudzi nokuda kwenzara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita kuti michero yemiti nezvirimwa zvomumunda zviwande kuitira kuti murege kuzonyara pakati pamarudzi nenhamo yenzara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichawanza michero yemiti, nezvinomera muminda, kuti murege kuzoshorwa namarudzi avanhu zvichinzi mune nzara.
Shona 2009?
Ndichawanza michero yemiti, nezvinomera muminda, kuti murege kuzoshorwa namarudzi avanhu zvichinzi mune nzara.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichawanza michero yemiti, nezvinomera muminda, kuti murege kuzoshorwa namarudzi avanhu zvichinzi mune nzara.