Ezekiel 36:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mucaraŋgarira mufambire wenyu wakaipa, neɀamakaita ɀisino‐kunaka; mucaɀisema mumene pamsoro peɀakaipa ɀenyu neɀinonyaŋgadza ɀenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mucharangarira nzira dzenyu dzakaipa namabasa enyu akaipa, uye muchazvisema pachenyu nokuda kwezvivi zvenyu namabasa enyu anonyangadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pamuchayeuka maitiro enyu akaipa nezviito zvenyu zvisina kunaka. Muchazvisema pamusana pouipi hwenyu nezviito zvenyu zvinosemesa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mucharangarira mufambiro wenyu wakaipa, nezvamakaita zvisina kunaka; muchazvisema mumene pamusoro pezvakaipa zvenyu nezvinonyangadza zvenyu.
Shona 2009?
Ipapo mucharangarira mufambiro wenyu wakaipa, nezvamakaita zvisina kunaka; muchazvisema mumene pamusoro pezvakaipa zvenyu nezvinonyangadza zvenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mucharangarira mufambiro wenyu wakaipa, nezvamakaita zvisina kunaka; muchazvisema mumene pamusoro pezvakaipa zvenyu nezvinonyangadza zvenyu.