Ezekiel 36:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Nezuʋa randicakunatsai paɀakaipa ɀenyu ɀose, ndicagarisa ʋanhu mumaguta, namatoŋgo acaʋakwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Pazuva randinokunatsai pazvivi zvenyu zvose, ndichagarisa vanhu mumaguta enyu uye matongo achavakwazve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Pazuva randichakuchenurai kuuipi hwenyu hwose ndichaita kuti maguta agarwe navanhu. Matongo achavakwazve.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naIshe Jehovha, “Nezuva randichakunatsai pazvakaipa zvenyu zvose, ndichagarisa vanhu mumaguta, namatongo achavakwa.
Shona 2009?
Zvanzi naIshe Jehovha, "Nezuva randichakunatsai pazvakaipa zvenyu zvose, ndichagarisa vanhu mumaguta, namatongo achavakwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naIshe Jehovha, “Nezuva randichakunatsai pazvakaipa zvenyu zvose, ndichagarisa vanhu mumaguta, namatongo achavakwa.