Ezekiel 36:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋacati: Nyika iyi yaiʋa ɗoŋgo, yafanana nomunda weEdeni; maguta akaŋga akaparadzwa akasiyiwa aiʋa matoŋgo, iwo aʋakirwa ogarwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachati, “Nyika iyi yakanga yaparara iye zvino yafanana nebindu reEdheni; maguta akanga ava matongo aparadzwa, zvino akomberedzwa uye ogarwa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachati nyika yaive renje yaita sebindu reEdheni. Maguta akanga aparadzwa akasiiwa ava matongo asina chirimo ava kugarwa navanhu uye atova norusvingo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vachati, ‘Nyika iyi yaiva dongo, yafanana nomunda weEdheni; maguta akanga akaparadzwa akasiyiwa aiva matongo, iwo avakirwa ogarwa.’
Shona 2009?
Ipapo vachati, `Nyika iyi yaiva dongo, yafanana nomunda weEdheni; maguta akanga akaparadzwa akasiyiwa aiva matongo, iwo avakirwa ogarwa.'
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vachati, ‘Nyika iyi yaiva dongo, yafanana nomunda weEdheni; maguta akanga akaparadzwa akasiyiwa aiva matongo, iwo avakirwa ogarwa.’