Ezekiel 36:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova: Asi ndinoɗa kukumbirwa cinhu ici neimba yaIsraeri, kuti ndiʋaitire iɀoɀo; ndicaʋawanzira ʋanhu, ʋaʋe seɓoka ramakwai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Zvanzi naIshe Jehovha: Ndichagamuchirazve chikumbiro cheimba yaIsraeri ndigovaitira izvi: Ndichawanza kwazvo vanhu vavo sokuwanda kwamakwai,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, “Izvozvi izvi ndichati vemba yaIsiraeri vandikumbire kuti ndiwanziridze vanhu sedanga rezvipfuwo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naIshe Jehovha, “Asi ndinoda kukumbirwa chinhu ichi neimba yaIsiraeri, kuti ndivaitire izvozvo; ndichavawanzira vanhu, vave seboka ramakwai.
Shona 2009?
Zvanzi naIshe Jehovha, "Asi ndinoda kukumbirwa chinhu ichi neimba yaIsiraeri, kuti ndivaitire izvozvo; ndichavawanzira vanhu, vave seboka ramakwai.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naIshe Jehovha, “Asi ndinoda kukumbirwa chinhu ichi neimba yaIsiraeri, kuti ndivaitire izvozvo; ndichavawanzira vanhu, vave seboka ramakwai.