Ezekiel 36:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tarirai, ndinemi, ndicatsaukira kwamuri, mucarimŋa nokudɀarwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndine hanya newe uye ndichakutarira neziso rine tsitsi; ucharimwa ugodyarwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti, chionai, ini ndiri kudivi kwenyu uye ndichakucheukai, mucharimwa mugodyarwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tarirai, ndinemi, ndichatsaukira kwamuri, mucharimwa nokudyarwa;
Shona 2009?
Nokuti tarirai, ndinemwi, ndichatsaukira kwamuri, mucharimwa nokudzvarwa;
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tarirai, ndinemi, ndichatsaukira kwamuri, mucharimwa nokudyarwa;