Ezekiel 37:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro paŋgu, akandiɓuɗisa noMŋeya waJehova, akandondiisa pakati pomupata; iwo wakaŋga uzere namafupa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ruoko rwaJehovha rwakanga rwuri pamusoro pangu, uye akandibudisa noMweya waJehovha akandiisa pakati pomupata; wakanga uzere namapfupa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ruoko rwaTenzi rwakava pandiri. Akandiburitsa nesimba raMweya waTenzi akandondiisa mubani, rakanga rizere namapfupa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu, akandibudisa noMweya waJehovha, akandondiisa pakati pomupata; iwo wakanga uzere namapfupa;
Shona 2009?
Ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu, akandibudisa noMweya waJehovha, akandondiisa pakati pomupata; iwo wakanga uzere namapfupa;
Shona SUB 2002 Bible
Ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu, akandibudisa noMweya waJehovha, akandondiisa pakati pomupata; iwo wakanga uzere namapfupa;