Ezekiel 37:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakaprofita seɀaakandiraira, mŋeya ukapinda mukati maʋo, ʋakararama, ʋakamira netsoka dzaʋo, iri hondo huru kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ndakaprofita sezvaakandirayira, mweya ukapinda mukati mavo; vakararama vakamira netsoka dzavo, iri hondo huru kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo ndakaporofita, sokuudzwa kwandanga ndaitwa, mweya ukapinda mavari vakava vapenyu, vakamira namakumbo avo ikava hondo huru huru yavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakaporofita sezvaakandirayira, mweya ukapinda mukati mavo, vakararama, vakamira netsoka dzavo, iri hondo huru kwazvo.
Shona 2009?
Ipapo ndakaporofita sezvaakandirayira, mweya ukapinda mukati mavo, vakararama, vakamira netsoka dzavo, iri hondo huru kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakaporofita sezvaakandirayira, mweya ukapinda mukati mavo, vakararama, vakamira netsoka dzavo, iri hondo huru kwazvo.