Ezekiel 37:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mucaziʋa kuti ndini Jehova, kana ndazarura marinda enyu, ndikakukwidzai mubve mumarinda enyu, imi ʋanhu ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo imi, vanhu vangu, muchaziva kuti ndini Jehovha, pandichazarura marinda enyu ndichikubudisai maari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pamuchaziva, imi vanhu vangu, kuti ndini Tenzi pandichazarura makuva enyu ndichikumutsai mumakuva enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndazarura marinda enyu, ndikakukwidzai mubve mumarinda enyu, imi vanhu vangu.
Shona 2009?
Muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndazarura marinda enyu, ndikakukwidzai mubve mumarinda enyu, imwi vanhu vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndazarura marinda enyu, ndikakukwidzai mubve mumarinda enyu, imi vanhu vangu.