Ezekiel 37:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ɀino uɀiɓatanidzire matanda iwawo, ruʋe rutanda rumŋe, ruʋe rumŋe muruʋoko rwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uzvibatanidze pamwe chete zvive rutanda rumwe kuitira kuti zvive rutanda rumwe chete muruoko rwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unodzibatanidza pamwechete kuita tsvimbo imwechete kuti dzive chinhu chimwechete muruoko rwako.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
zvino uzvibatanidzire matanda iwawo, ruve rutanda rumwe, ruve rumwe muruoko rwako.
Shona 2009?
zvino uzvibatanidzire matanda iwawo, ruve rutanda rumwe, ruve rumwe muruoko rwako.
Shona SUB 2002 Bible
zvino uzvibatanidzire matanda iwawo, ruve rutanda rumwe, ruve rumwe muruoko rwako.