Ezekiel 37:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ʋana ʋaʋanhu ʋako ʋakataura newe ʋaciti kwauri: Hauŋgatiziʋisi ɀaunoɗakuratidza neɀinhu iɀi here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana vanhu venyika yako vakakubvunza vachiti, ‘Haungatiudziwo zvaunoreva nechinhu ichi here?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vako kana vazokuti hamungatitaurirewo zvamunoreva nezvizvi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana vana vavanhu vako vakataura newe vachiti kwauri, ‘Haungatizivisi zvaunoda kuratidza nezvinhu izvi here?’
Shona 2009?
Zvino kana vana vavanhu vako vakataura newe vachiti kwauri, `Haungatizivisi zvaunoda kuratidza nezvinhu izvi here?'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana vana vavanhu vako vakataura newe vachiti kwauri, ‘Haungatizivisi zvaunoda kuratidza nezvinhu izvi here?’