Ezekiel 37:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akandipfuʋudza napakati pawo kumatiʋi ose; tarirai, aiʋa’po akawanda kwaɀo pakacena pamupata; ʋuye, tarirai, akaŋga akawoma kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanditungamirira kuno nokoko pakati pawo, uye ndakaona mapfupa mazhinji zhinji pamusoro pomupata; mapfupa akanga akaoma kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akandifambisa mukati mawo kutenderera, wonei akanga ari hungwandagwanda kuwanda mubani imomo uye akanga akati papata kwazvo kuoma.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akandipfuudza napakati pawo kumativi ose; tarirai, aivapo akawanda kwazvo pakachena pamupata; uye tarirai, akanga akaoma kwazvo.
Shona 2009?
akandipfuudza napakati pawo kumativi ose; tarirai, aivapo akawanda kwazvo pakachena pamupata; uye tarirai, akanga akaoma kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
akandipfuudza napakati pawo kumativi ose; tarirai, aivapo akawanda kwazvo pakachena pamupata; uye tarirai, akanga akaoma kwazvo.