Ezekiel 37:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo uti kwaʋari: Ɀanzi naShe Jehova: Tarirai, ndicabvisa ʋana ʋaIsraeri pakati pamarudzi, kwaʋakaenda, ndicaʋaʋuŋganidza ʋabve kumatiʋi ose, ndiʋaise kunyika yaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
ugoti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Kubva munyika dzose kwavakanga vaenda ndichadzosera vaIsraeri munyika yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari, chinzwai ndichatora vanhu veIsiraeri pakati pamarudzi kwavakaenda ndivakokorodze kumativi ose ndichivauyisa kunyika kwavo chaiko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo uti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarirai, ndichabvisa vana vaIsiraeri pakati pamarudzi, kwavakaenda, ndichavaunganidza vabve kumativi ose, ndivaise kunyika yavo;
Shona 2009?
Ipapo uti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha, `Tarirai, ndichabvisa vana vaIsiraeri pakati pamarudzi, kwavakaenda, ndichavaunganidza vabve kumativi ose, ndivaise kunyika yavo;
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo uti kwavari, zvanzi naIshe Jehovha, ‘Tarirai, ndichabvisa vana VaIsiraeri pakati pamarudzi, kwavakaenda, ndichavaunganidza vabve kumativi ose, ndivaise kunyika yavo;