Ezekiel 37:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndicaʋaita rudzi rumŋe panyika, pamakomo aIsraeri; mambo mumŋe ucaʋa mambo waʋose, haʋaŋgazoʋi marudzi maʋiri, ʋuye haʋaŋgatoŋgozoʋi ʋushe ʋuʋiri bgakaparadzana;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichavaita rudzi rumwe chete munyika iyo, pamakomo aIsraeri. Pachava namambo mumwe chete pamusoro pavo vose uye havachazovizve ndudzi mbiri kana kupatsanurwa kuti vave umambo huviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichavaita kuti vave rudzi rumwechete munyika iyoyo mumakomo eIsiraeri uye vose zvavo vachatongwa namambo mumwechete. Havachazovezve marudzi maviri uyewo kana kuzombove noumambo huviri hwakaparadzana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndichavaita rudzi rumwe panyika, pamakomo aIsiraeri; mambo mumwe uchava mambo wavose, havangazovi marudzi maviri, uye havangatongozovi ushe huviri hwakaparadzana;
Shona 2009?
ndichavaita rudzi rumwe panyika, pamakomo aIsiraeri; mambo mumwe uchava mambo wavose, havangazovi marudzi maviri, uye havangatongozovi ushe huviri hwakaparadzana;
Shona SUB 2002 Bible
ndichavaita rudzi rumwe panyika, pamakomo aIsiraeri; mambo mumwe uchava mambo wavose, havangazovi marudzi maviri, uye havangatongozovi ushe huviri hwakaparadzana;