Ezekiel 37:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
haʋaŋgazoɀiȿiɓisi neɀifananidzo ɀaʋo, kana neɀinhu ɀaʋo ɀinosemesa, kana necinhu cipi necipi caʋanoɗarika naco; asi ndicaʋaponesa pose paʋagere, paʋaitadza, nokuʋanatsa; saiɀoɀo ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu, neni ndicaʋa Mŋari waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havachazozvisvibisizve nezvifananidzo zvavo kana nezvinonyangadza zvavo kana kudarika kuipa kwavo, nokuti ini ndichavaponesa pazvivi zvavo zvokudzokera shure, uye ndichavanatsa. Vachava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Havazombozvin'oresazve nezvifananidzo zvavo zvokunamata nezvinhu zvavo zvinosemesa kana nekai zvako kezvikanganiso zvavo. Asi kutoti ini ndichavanunura mune zvokudzokera shure mavakadai kupara chitadzo. Ndichavachenurawo ivo vagova vanhu vangu. Ini ndichava Mwari wavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
havangazozvisvibisi nezvifananidzo zvavo, kana nezvinhu zvavo zvinosemesa, kana nechinhu chipi nechipi chavanodarika nacho; asi ndichavaponesa pose pavagere, pavaitadza, nokuvanatsa; saizvozvo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo.’
Shona 2009?
havangazozvisvibisi nezvifananidzo zvavo, kana nezvinhu zvavo zvinosemesa, kana nechinhu chipi nechipi chavanodarika nacho; asi ndichavaponesa pose pavagere, pavaitadza, nokuvanatsa; saizvozvo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo.'
Shona SUB 2002 Bible
havangazozvisvibisi nezvifananidzo zvavo, kana nezvinhu zvavo zvinosemesa, kana nechinhu chipi nechipi chavanodarika nacho; asi ndichavaponesa pose pavagere, pavaitadza, nokuvanatsa; saizvozvo vachava vanhu vangu, neni ndichava Mwari wavo.’