Ezekiel 37:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacagara munyika yandakapa Jakobo muranda waŋgu, maigara madziɓaɓa enyu; ʋacagara’mo, iʋo naʋana ʋaʋo, naʋana ʋaʋana ʋaʋo, nokusiŋgaperi; Davidi muranda waŋgu ucaʋa mucinda waʋo nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vachagara munyika yandakapa kumuranda wangu Jakobho, iyo nyika yaigara madzibaba avo. Vachagaramo nokusingaperi ivo navana vavo navana vavana vavo uye Dhavhidhi muranda wangu achava muchinda wavo nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vachagara havo munyika iyoyo yandakapa kumuranda wangu Jakobho ikagarwawo namadzibaba enyu. Ivo navana vavo navana vavana vavo, vachagara imomo narini wose uyu muranda wangu Dhavhidhi ndiye achava ishe wavo narini wose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Vachagara munyika yandakapa Jakobho muranda wangu, maigara madzibaba enyu; vachagaramo, ivo navana vavo, navana vavana vavo, nokusingaperi; Dhavhidhi muranda wangu achava muchinda wavo nokusingaperi.
Shona 2009?
"Vachagara munyika yandakapa Jakobho muranda wangu, maigara madzibaba enyu; vachagaramo, ivo navana vavo, navana vavana vavo, nokusingaperi; Dhavhidhi muranda wangu achava muchinda wavo nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
“Vachagara munyika yandakapa Jakobho muranda wangu, maigara madzibaba enyu; vachagaramo, ivo navana vavo, navana vevana vavo, nokusingaperi; Dhavhidhi muranda wangu achava muchinda wavo nokusingaperi.