Ezekiel 37:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tabernakeri yaŋgu ʋo icaʋa pakati paʋo; ini ndicaʋa Mŋari waʋo, naiʋo ʋacaʋa ʋanhu ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ugaro hwangu huchava pakati pavo, ini ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaita musha wangu mukati mavo uye ndichava Mwari wavo, ivo vachavawo vanhu vangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tabhenakeri yanguo ichava pakati pavo; ini ndichava Mwari wavo, naivo vachava vanhu vangu.
Shona 2009?
Tabhenakeri yanguvo ichava pakati pavo; ini ndichava Mwari wavo, naivo vachava vanhu vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Tabhenakeri yanguo ichava pakati pavo; ini ndichava Mwari wavo, naivo vachava vanhu vangu.