Ezekiel 37:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino akati kwandiri ɀe: Profita pamsoro pamafupa awa, uti kwaari: Imi mafupa akawoma, inzwai shoko raJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo iye akati kwandiri, “Profita kumapfupa aya uti kwaari, ‘Imi mapfupa akaoma, inzwai shoko raJehovha:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanditizve porofita kumapfupa iwaya uti kwaari, “Imi mapfupa akaoma inzwai shoko raTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akatizve kwandiri, “Porofita pamusoro pamapfupa awa, uti kwaari, ‘Imi mapfupa akaoma, inzwai shoko raJehovha.’
Shona 2009?
Zvino akatizve kwandiri, "Porofita pamusoro pamapfupa awa, uti kwaari, `Imi mapfupa akaoma, inzwai shoko raJehovha.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akatizve kwandiri, “Porofita pamusoro pamapfupa aya, uti kwaari, ‘Imi mapfupa akaoma, inzwai shoko raJehovha.’