Ezekiel 37:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naShe Jehova kumafupa awa: Tarirai, ndicapinza mŋeya mukati menyu, mucararama ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa aya: Ndichaisa mweya mukati menyu mugorarama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTenzi Mwari kumapfupa aya, chinzwai, ndichapinza mweya mamuri mugorarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa awa, ‘Tarirai, ndichapinza mweya mukati menyu, muchararamazve.
Shona 2009?
Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa awa, `Tarirai, ndichapinza mweya mukati menyu, muchararamazve.
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa aya, ‘Tarirai, ndichapinza mweya mukati menyu, muchararamazve.