Ezekiel 37:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaisa marunda pamsoro penyu, nokuʋuyisa nyama pamsoro penyu, nokukufukidzai neganda, nokuisa mŋeya mukati menyu, murarame; ɀino mucaziʋa kuti ndini Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichaisa marunda pamuri nokuita kuti muve nenyama pamusoro penyu ndigokufukidzai neganda; ndichaisa mweya mukati menyu uye muchararama. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaisa marunda pamuri, ndichaitawo kuti nyama ive pamuri ndikuputirei neganda ndigokufemerai mweya mamuri muchiva vapenyu. Muchabva maziva kuti ndini Tenzi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaisa marunda pamusoro penyu, nokuuyisa nyama pamusoro penyu, nokukufukidzai neganda, nokuisa mweya mukati menyu, murarame; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ”
Shona 2009?
Ndichaisa marunda pamusoro penyu, nokuuyisa nyama pamusoro penyu, nokukufukidzai neganda, nokuisa mweya mukati menyu, murarame; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.' "
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaisa marunda pamusoro penyu, nokuuyisa nyama pamusoro penyu, nokukufukidzai neganda, nokuisa mweya mukati menyu, murarame; zvino muchaziva kuti ndini Jehovha.’ ”